1 Timoti 3:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndiri kukunyorera tsamba iyi ndichitarisira kuuya kwauri nokukurumidza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀinhu iɀi ɀose ndinokunyorera, ndiciti ndicakurumidza kuʋuya kwauri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvinhu izvi zvose ndinokunyorera, ndichiti ndichakurumidza kuuya kwauri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndiri kukunyorera tsamba iyi ndichitarisira kuuya kwauri nokukurumidza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndiri kukunyorera tsamba iyi ndichitarisira kuuya kwauri nokukurumidza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Kunyange zvazvo ndine tariro yokuuya kwauri nokukurumidza, ndinokunyorera dzidziso idzi kuitira kuti, Viz kapitola |