1 Timoti 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvino chatinoziva ndechokuti mutemo wakanaka kana ukausevenzesa zviri pamutemo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi tinoziʋa kuti murairo wakanaka, kana munhu aciita nawo seɀinoreʋa murairo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Asi tinoziva kuti murayiro wakanaka, kana munhu achiita nawo sezvinoreva murayiro, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvino chatinoziva ndechokuti mutemo wakanaka kana ukausevenzesa zviri pamutemo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvino chatinoziva ndechokuti mutemo wakanaka kana ukausevenzesa zviri pamutemo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Tinoziva kuti murayiro wakanaka kana munhu achiushandisa zvakanaka. Viz kapitola |