Ɀireʋo 4:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Hunokudzika tsungare yamaruva mumusoro hugokugadza ndaza yakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋucapa musoro wako cishoŋgo cakanaka; Ʋucakuisira korona inobginya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Huchapa musoro wako chishongo chakanaka; Huchakuisira korona inobwinya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Hunokudzika tsungare yamaruva mumusoro hugokugadza ndaza yakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Hunokudzika tsungare yamaruva mumusoro hugokugadza ndaza yakanaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Huchakupfekedza chishongo chenyasha mumusoro mako, uye huchakupa korona yokubwinya.” Viz kapitola |