Ɀireʋo 4:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Chinzwai vanangu chidzidziso chababa muteerere kuti muone zvinhu nemazvo Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Imi ʋanakomana, inzwai kurairira kwaɓaɓa ʋenyu; Tererai, muziʋe njere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Imi vanakomana, inzwai kurairira kwababa venyu; Teererai, muzive njere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Chinzwai vanangu chidzidziso chababa muteerere kuti muone zvinhu nemazvo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Chinzwai vanangu chidzidziso chababa muteerere kuti muone zvinhu nemazvo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Teererai, vanakomana vangu, kurayira kwababa venyu; nyatsoteererai mugowana kunzwisisa. Viz kapitola |