Ɀireʋo 3:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Usaronge kuitira mumwe wako zvakaipa anogara pamwechete newe achivimba newe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Usafuŋga kuitira wokwako ɀakaipa, Ɀaanogara hake newe acikutenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Usafunga kuitira wokwako zvakaipa, Zvaanogara hake newe achikutenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Usaronge kuitira mumwe wako zvakaipa anogara pamwechete newe achivimba newe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Usaronge kuitira mumwe wako zvakaipa anogara pamwechete newe achivimba newe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Usaronga kuitira muvakidzani wako zvakaipa, anogara nechivimbo pedyo newe. Viz kapitola |