Ɀireʋo 3:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Usati kuno mumwe wako enda zvako uzouyazve, mangwana ndozokupa asi iwe uinacho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Usati kunowokwako: Enda, ugodzoka ɀe, Maŋgwana ndicakupa; Kana uciŋge unaɀo’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Usati kunowokwako, “Enda, ugodzokazve, Mangwana ndichakupa;” Kana uchinge unazvopo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Usati kuno mumwe wako enda zvako uzouyazve, mangwana ndozokupa asi iwe uinacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Usati kuno mumwe wako enda zvako uzouyazve, mangwana ndozokupa asi iwe uinacho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Usati kumuvakidzani wako, “Ugodzoka imwe nguva; ndichazokupa mangwana,” iwe uchitova nazvo pauri. Viz kapitola |