Ɀireʋo 2:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Saka famba nenzira yavanhu vakanaka uchengetedze nzira dzavakarurama Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Kuti ufambe nenzira yaʋakanaka, Uceŋgete makwara aʋakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Kuti ufambe nenzira yavakanaka, Uchengete makwara avakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Saka famba nenzira yavanhu vakanaka uchengetedze nzira dzavakarurama Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Saka famba nenzira yavanhu vakanaka uchengetedze nzira dzavakarurama Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Naizvozvo iwe uchafamba munzira dzavanhu vakanaka uye ucharamba uri munzira dzavakarurama. Viz kapitola |