Ɀireʋo 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Anonyudza pasi kurufu imba yake nzira dzake dzinodzika kuvafi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti imba yake inonyura kurufu, Nenzira dzake kuʋakafa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti imba yake inonyura kurufu, Nenzira dzake kuvakafa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Anonyudza pasi kurufu imba yake nzira dzake dzinodzika kuvafi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Anonyudza pasi kurufu imba yake nzira dzake dzinodzika kuvafi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti imba yake inoenda kurufu, uye nzira dzake kumweya yavakafa. Viz kapitola |