Ɀireʋo 2:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 mukadzi anosiya shamwari yake yepaudiki achikanganwa chitsidzirano chaMwari wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Iye, unorasha shamŋari yoʋumhandara bgake, Acikaŋganwa suŋgano yaMŋari wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Iye, anorasha shamwari yohumhandara hwake, Achikanganwa sungano yaMwari wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 mukadzi anosiya shamwari yake yepaudiki achikanganwa chitsidzirano chaMwari wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 mukadzi anosiya shamwari yake yepaudiki achikanganwa chitsidzirano chaMwari wake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 uyo akasiya murume woumhandara hwake uye akashaya hanya nesungano yaakaita pamberi paMwari. Viz kapitola |