Ɀireʋo 2:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 vanofarira kuita zvakaipa vanonakirwa nokushata kwouipi; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋanofarira kuita ɀakaipa, Ʋanofadzwa nokunyeŋgera kweɀakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Vanofarira kuita zvakaipa, Vanofadzwa nokunyengera kwezvakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 vanofarira kuita zvakaipa vanonakirwa nokushata kwouipi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 vanofarira kuita zvakaipa vanonakirwa nokushata kwouipi; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 vanofarira kuita zvakaipa uye vanofarira kusarurama kwezvakaipa, Viz kapitola |