Ɀireʋo 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kuchakununura kunzira yakaipa kuvanhu vanotaura zvakaora, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀikurwire panzira yeɀakaipa, Napaʋanhu ʋanotaura ɀisakarurama; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvikurwire panzira yezvakaipa, Napavanhu vanotaura zvisakarurama; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kuchakununura kunzira yakaipa kuvanhu vanotaura zvakaora, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kuchakununura kunzira yakaipa kuvanhu vanotaura zvakaora, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Uchenjeri huchakuponesa panzira dzavanhu vakaipa, vanhu vane mashoko asakarurama, Viz kapitola |