Zekaria 8:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvanzi naTENZI wehondo nehondo namazuva iwayo gumi ravanhu vokumarudzi endimi dzose richabata muJudha hanzu yake richiti ngatiendei nemi nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀanzi naJehova wehondo: Namazuʋa iwayo ʋarume ʋanegumi pandimi dzose dzendudzi dzaʋanhu ʋacaɓata ŋguʋo yomunhu uri muJuda, ʋaciti: Ticaenda nemi, nokuti takanzwa kuti Mŋari unemi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvanzi naJehovha wehondo, ‘Namazuva iwayo varume vane gumi pandimi dzose dzendudzi dzavanhu vachabata nguo yomunhu ari muJudha,’ vachiti, ‘Tichaenda newe, nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvanzi naTENZI wehondo nehondo namazuva iwayo gumi ravanhu vokumarudzi endimi dzose richabata muJudha hanzu yake richiti ngatiendei nemi nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Zvanzi naTENZI wehondo nehondo namazuva iwayo gumi ravanhu vokumarudzi endimi dzose richabata muJudha hanzu yake richiti ngatiendei nemi nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Mumazuva iwayo varume gumi kubva kundimi dzose nendudzi dzose vachabatirira kwazvo pamupendero wenguo yomuJudha vachiti, ‘Ngatiendei tose, nokuti takanzwa kuti Mwari anewe.’ ” Viz kapitola |