Online Bible

- Reklamy -

Zekaria 8:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Marudzi mazhinji nendudzi dzakasimba dzichauya kuzotsvaga TENZI wehondo nehondo muJerusaremu vachizoteterera kuti TENZI avanzwirewo ngoni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀirokwaɀo, ndudzi zhinji dzaʋanhu namarudzi anesimba acaʋuya kuzotȿaka Jehova wehondo paJerusarema, nokukumbira nyasha kunaJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvirokwazvo, ndudzi zhinji dzavanhu namarudzi anesimba achauya kuzotsvaka Jehovha wehondo paJerusaremu, nokukumbira nyasha kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Marudzi mazhinji nendudzi dzakasimba dzichauya kuzotsvaga TENZI wehondo nehondo muJerusaremu vachizoteterera kuti TENZI avanzwirewo ngoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Marudzi mazhinji nendudzi dzakasimba dzichauya kuzotsvaga TENZI wehondo nehondo muJerusaremu vachizoteterera kuti TENZI avanzwirewo ngoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Uye vanhu vazhinji nendudzi dzine simba vachauya kuJerusarema kuzotsvaka Jehovha Wamasimba Ose nokukumbira nyasha kwaari.”

Viz kapitola kopírovat

Zekaria 8:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy