Zekaria 6:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pakabuda mabhiza, aya ano chaiwo akanga asingagare zvakanaka nokuda kupinda munzira kuti apote nenyika. Ndokubva iye ati, “Chiendai mupote nenyika.” Saizvozvowo akapota nayo nyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Anesimba akaɓuɗa ʋo, akatȿaka kuenda kuti apote‐pote nenyika yose; akati: Ibvai pano, mupote‐pote nenyika yose. Ipapo akapota‐pota nenyika yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Anesimba akabudawo, akatsvaka kuenda kuti apote-pote nenyika yose; ikati, “Ibvai pano, mupote-pote nenyika yose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pakabuda mabhiza, aya ano chaiwo akanga asingagare zvakanaka nokuda kupinda munzira kuti apote nenyika. Ndokubva iye ati, “Chiendai mupote nenyika.” Saizvozvowo akapota nayo nyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pakabuda mabhiza, aya ano chaiwo akanga asingagare zvakanaka nokuda kupinda munzira kuti apote nenyika. Ndokubva iye ati, “Chiendai mupote nenyika.” Saizvozvowo akapota nayo nyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mabhiza ane simba paakabuda akanga achitsvaka kuti aende nomunyika yose. Uye iye akati, “Endai munyika yose!” Saka akaenda nomunyika yose. Viz kapitola |