Zekaria 6:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mutumwa uye akandipindura achiti, “Idzodzi dziri kuenda kumativi mana emhepo dzedenga mushure mokunge dzambozvikumikidza kuna Changamire wapasi pose.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mutumŋa akapindura, akati kwandiri: Iɀeɀi ndidzo mhepo inna dzokuɗeŋga, dzinoɓuɗa padzakaŋga dzimire pamberi paShe wenyika yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Mutumwa akapindura, akati kwandiri, “Izvezvi ndidzo mhepo ina dzokudenga, dzinobuda padzakanga dzimire pamberi paShe wenyika yose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mutumwa uye akandipindura achiti, “Idzodzi dziri kuenda kumativi mana emhepo dzedenga mushure mokunge dzambozvikumikidza kuna Changamire wapasi pose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mutumwa uye akandipindura achiti, “Idzodzi dziri kuenda kumativi mana emhepo dzedenga mushure mokunge dzambozvikumikidza kuna Changamire wapasi pose.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mutumwa akandipindura akati, “Iyi ndiyo mweya mina yokudenga, inobuda payakanga imire pamberi paIshe wenyika yose. Viz kapitola |