Zekaria 4:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ini ndakabvunza mutumwa aitaura nemi ndikati, “Ko zviiko izvozvi nhai changamire wangu?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndikapindura ndikataura nomutumŋa wakaŋga acitaurirana neni, ndiciti: Iɀi ɀinyiko, ishe waŋgu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ndikapindura ndikataura nomutumwa akanga achitaurirana neni, ndichiti, “Izvi zvinyiko, ishe wangu?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ini ndakabvunza mutumwa aitaura nemi ndikati, “Ko zviiko izvozvi nhai changamire wangu?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ini ndakabvunza mutumwa aitaura nemi ndikati, “Ko zviiko izvozvi nhai changamire wangu?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndakabvunza mutumwa aitaura ndichiti, “Izvi zviiko, ishe wangu?” Viz kapitola |