Online Bible

- Reklamy -

Zekaria 3:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Akazondiratidzawo Joshuwa mupristi mukuru amire mberi kwomutumwa waTENZI uye Satani amirewo kurudyi kwake kuti amupe mhosva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino wakandiratidza Joshua muprista mukuru, amire pamberi pomutumŋa waJehova, Satani amire paruʋoko rwake rworudyi, kuti aʋe mudziʋisi wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino wakandiratidza Joshua mupristi mukuru, amire pamberi pomutumwa waJehovha, Satani amire paruoko rwake rworudyi, kuti ave mudzivisi wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Akazondiratidzawo Joshuwa mupristi mukuru amire mberi kwomutumwa waTENZI uye Satani amirewo kurudyi kwake kuti amupe mhosva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Akazondiratidzawo Joshuwa mupristi mukuru amire mberi kwomutumwa waTENZI uye Satani amirewo kurudyi kwake kuti amupe mhosva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Ipapo akandiratidza Joshua muprista mukuru amire pamberi pomutumwa waJehovha, uye Satani amire kurudyi rwake kuti amupomere.

Viz kapitola kopírovat

Zekaria 3:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy