Zekaria 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Imi vanhuwe–e, mose zvenyu, itii mwiro kunyarara pana TENZI nokuti azvisumukira iye pachake kubva mumusha make munoera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nyararai imi nyama yose pamberi paJehova; nokuti wamuka paʋugaro bgake ʋutȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nyararai imi nyama yose pamberi paJehovha; nokuti wamuka paugaro hwake hutsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Imi vanhuwe–e, mose zvenyu, itii mwiro kunyarara pana TENZI nokuti azvisumukira iye pachake kubva mumusha make munoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Imi vanhuwe–e, mose zvenyu, itii mwiro kunyarara pana TENZI nokuti azvisumukira iye pachake kubva mumusha make munoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nyararai pamberi paJehovha, vanhu vose, nokuti asimuka kubva panzvimbo yake tsvene yaanogara.” Viz kapitola |