Zekaria 14:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Chinzwa zuva raTENZI riri kuuya rokuti zvinhu zvinenge zvapambwa zvichagovanwa makatarisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Tarirai, zuʋa raJehova rinoȿika, neŋguʋa iyo ɀawakapamba ɀicagoʋerwa mukati mako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Tarirai, zuva raJehovha rinosvika, nenguva iyo zvawakapamba zvichagoverwa mukati mako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Chinzwa zuva raTENZI riri kuuya rokuti zvinhu zvinenge zvapambwa zvichagovanwa makatarisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Chinzwa zuva raTENZI riri kuuya rokuti zvinhu zvinenge zvapambwa zvichagovanwa makatarisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zuva raJehovha richauya zvawakapamba pazvichagoverwa pakati penyu. Viz kapitola |