Zekaria 12:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Shoko raTENZI rinotaura nezveIsiraeri kuti, zvanzi naTENZI, iye akawarira matenga akaita nyika, iye akasika mweya uri mumunhu anoti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Cireʋo ceshoko raJehova pamsoro paIsraeri. Ɀanzi naJehova, iye unotatamura ɗeŋga rose, unoteya nheyo dzenyika, nokuʋumba mŋeya womunhu mukati make: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Chirevo cheshoko raJehovha pamusoro paIsiraeri. Zvanzi naJehovha, iye anotamura denga rose, anoteya nheyo dzenyika, nokuumba mweya womunhu mukati make, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Shoko raTENZI rinotaura nezveIsiraeri kuti, zvanzi naTENZI, iye akawarira matenga akaita nyika, iye akasika mweya uri mumunhu anoti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Shoko raTENZI rinotaura nezveIsiraeri kuti, zvanzi naTENZI, iye akawarira matenga akaita nyika, iye akasika mweya uri mumunhu anoti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Iri ndiro shoko raJehovha pamusoro peIsraeri. Jehovha, iye anotatamura matenga, anoteya nheyo dzenyika, uye anoumba mweya womunhu uri mukati make, anoti: Viz kapitola |