Zekaria 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Ivo vakapindura mutumwa waTENZI uya aiva amire mukati mamakwenzi emimitiri vachiti, ‘Tafamba nenyika yose tikaona kuti igere murunyararo.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iʋo ʋakapindura mutumŋa waJehova wakaŋga amire pakati pemiti yemimirte, ʋakati: Takapota‐pota nenyika yose, wane nyika yose inyerere icizorora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ivo vakapindura mutumwa waJehovha akanga amire pakati pemiti yemimirite, vakati, “Takapota-pota nenyika yose, wane nyika yose inyerere ichizorora.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Ivo vakapindura mutumwa waTENZI uya aiva amire mukati mamakwenzi emimitiri vachiti, ‘Tafamba nenyika yose tikaona kuti igere murunyararo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Ivo vakapindura mutumwa waTENZI uya aiva amire mukati mamakwenzi emimitiri vachiti, ‘Tafamba nenyika yose tikaona kuti igere murunyararo.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Uye vakapindura mutumwa waJehovha akanga akamira pakati pemiti yemitire vachiti, “Taenda munyika yose tikaona nyika yose yakazorora uye ino runyararo.” Viz kapitola |