Online Bible

- Reklamy -

Zefania 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Vaporofita varo havana hunhu, vanhu vasina kutendeka. Vapristi varo vanon'oresa zvinhu zvinoera vachityora havo mutemo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ʋaprofita ʋaro ʋanhu ʋakareruka ʋanonyeŋgera; ʋaprista ʋaro ʋakamhura nɀimbo tȿene, ʋakaitira murairo simba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Vaporofita varo vanhu vakareruka vanonyengera; vapristi varo vakamhura nzvimbo tsvene, vakaitira murayiro simba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Vaporofita varo havana hunhu, vanhu vasina kutendeka. Vapristi varo vanon'oresa zvinhu zvinoera vachityora havo mutemo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Vaporofita varo havana hunhu, vanhu vasina kutendeka. Vapristi varo vanon'oresa zvinhu zvinoera vachityora havo mutemo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Vaprofita vavo vanozvikudza; vanhu vanonyengera. Vaprista varo vanozvidza nzvimbo tsvene uye vanoputsa murayiro.

Viz kapitola kopírovat

Zefania 3:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy