Zefania 3:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Tenzi, Mwari wako ari mukati mako, murwi wehondo anoita kuti ukurire achakufarira zvikuru aine rufaro, achakumutsirudza murudo rwake achakupemberera achiimbisa zvikuru kwazvo Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Jehova Mŋari wako uri mukati mako, iye unesimba, ucaponesa; ucakufarira nomufaro; ucanyarara paruɗo rwake; ucakufarira nokupururudza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Jehovha Mwari wako ari mukati mako, iye ane simba, achaponesa; achakufarira nomufaro; uchanyarara parudo rwake; achakufarira nokupururudza.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Tenzi, Mwari wako ari mukati mako, murwi wehondo anoita kuti ukurire achakufarira zvikuru aine rufaro, achakumutsirudza murudo rwake achakupemberera achiimbisa zvikuru kwazvo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Tenzi, Mwari wako ari mukati mako, murwi wehondo anoita kuti ukurire achakufarira zvikuru aine rufaro, achakumutsirudza murudo rwake achakupemberera achiimbisa zvikuru kwazvo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Jehovha Mwari wako anewe, ndiye ane simba rokuponesa. Achafadzwa zvikuru newe, achakunyaradza norudo rwake, achafara nokuda kwako nokuimba.” Viz kapitola |