Online Bible

- Reklamy -

Zefania 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Vanhu vanenge vasara muIsiraeri havana uipi hwavachazoita kana kureva nhema. Mumuromo mavo hamuchazowanikwa rurimi rune unyengedzi nokuti vacharara zvavo kusina anovatyityidzira.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ʋakasara ʋaIsraeri haʋaŋgaiti ɀakaipa, kana kureʋa nhema; rurimi runonyeŋgera haruŋgawanikwi mumiromo yaʋo; nokuti ʋacafura nokuʋata pasi, hakuna‐uŋgaʋatyisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Vakasara vaIsiraeri havangaiti zvakaipa, kana kureva nhema; rurimi runonyengera harungawanikwi mumiromo yavo; nokuti vachafura nokuvata pasi, hakuna angavatyisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Vanhu vanenge vasara muIsiraeri havana uipi hwavachazoita kana kureva nhema. Mumuromo mavo hamuchazowanikwa rurimi rune unyengedzi nokuti vacharara zvavo kusina anovatyityidzira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Vanhu vanenge vasara muIsiraeri havana uipi hwavachazoita kana kureva nhema. Mumuromo mavo hamuchazowanikwa rurimi rune unyengedzi nokuti vacharara zvavo kusina anovatyityidzira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Vakasara vaIsraeri havangaiti zvakaipa; havangarevi nhema, uye kunyengera hakuzowanikwi mumiromo yavo. Vachadya uye vagorara pasi, uye hapana angavatyisa.”

Viz kapitola kopírovat

Zefania 3:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy