Online Bible

- Reklamy -

Zefania 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Iye achasumudzira vokuchamhembe shamhu yoruoko rwake agoparadza Asiria Ninivhe achisiya yava dongo renje zvaro rakaoma rakaita segwenga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ucatambanudzira ruʋoko rwake kurutiʋi rwokumsoro, ndokuparadza Asiria; Nineve ucariita ɗoŋgo, riwome serenje.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Achatambanudzira ruoko rwake kurutivi rwokumusoro, ndokuparadza Asiria; Ninivhe achariita dongo, riome serenje.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Iye achasumudzira vokuchamhembe shamhu yoruoko rwake agoparadza Asiria Ninivhe achisiya yava dongo renje zvaro rakaoma rakaita segwenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Iye achasumudzira vokuchamhembe shamhu yoruoko rwake agoparadza Asiria Ninivhe achisiya yava dongo renje zvaro rakaoma rakaita segwenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Achatambanudza ruoko rwake kuti arwise nyika yokumusoro agoparadza Asiria, achasiya Ninevhe rava dongo zvachose uye raoma segwenga.

Viz kapitola kopírovat

Zefania 2:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy