Online Bible

- Reklamy -

Zefania 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Ndichaonesa vanhu nhamo zvokutofamba samapofu zvawo nokuti vakatadzira Tenzi. Ropa ravo richanyatsowodzvorwa seguruva uye nyama yavo sendove.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ndicaʋuyisira ʋanhu kumanikidzwa, kuti ʋafambe samapofu, nokuti ʋakatadzira Jehova; ropa raʋo ricaɗururwa seguruʋa, nenyama yaʋo sendoʋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 “Ndichauyisira vanhu kumanikidzwa, kuti vafambe samapofu, nokuti vakatadzira Jehovha; ropa ravo richadururwa seguruva, nenyama yavo sendove.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Ndichaonesa vanhu nhamo zvokutofamba samapofu zvawo nokuti vakatadzira Tenzi. Ropa ravo richanyatsowodzvorwa seguruva uye nyama yavo sendove.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 “Ndichaonesa vanhu nhamo zvokutofamba samapofu zvawo nokuti vakatadzira Tenzi. Ropa ravo richanyatsowodzvorwa seguruva uye nyama yavo sendove.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Ndichauyisa kudzungaira pavanhu uye vachafamba samapofu, nokuti vakatadzira Jehovha. Ropa ravo richadururwa seguruva, uye nyama yavo sendove.

Viz kapitola kopírovat

Zefania 1:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy