Zefania 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 zuva rokurira kwehwamanda nokurira kwemhere yehondo yokurwisa maguta etsvingo nezvokuzvidzivirira nazvo zvakati dzu-u kureba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 zuʋa rehwamanda neremhere, ɀinoridzirwa maguta akakomberedzwa namaȿiŋgo neshoŋgwe dzakakwirira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 zuva rehwamanda neremhere, zvinoridzirwa maguta akakomberedzwa namasvingo neshongwe dzakakwirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 zuva rokurira kwehwamanda nokurira kwemhere yehondo yokurwisa maguta etsvingo nezvokuzvidzivirira nazvo zvakati dzu-u kureba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 zuva rokurira kwehwamanda nokurira kwemhere yehondo yokurwisa maguta etsvingo nezvokuzvidzivirira nazvo zvakati dzu-u kureba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Zuva rehwamanda nemhere yehondo yokurwisa maguta akakomberedzwa namasvingo, nokurwisa shongwe dzomumakona. Viz kapitola |