Zefania 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zuva iroro izuva rehasha musi wokutambura nokurwadzwa zuva repfumvu nokuparara musi werima nezarima zuva ramakore akati kwirindindi Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Zuʋa iro izuʋa rokutsamŋa, zuʋa rokutambudzika nokumanikidzwa, zuʋa rokurashwa nokuparadzwa, zuʋa rerima nerokuȿiɓa, zuʋa ramakore nerezarima guru, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zuva iro izuva rokutsamwa, zuva rokutambudzika nokumanikidzwa, zuva rokurashwa nokuparadzwa, zuva rerima nerokusviba, zuva ramakore nerezarima guru, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zuva iroro izuva rehasha musi wokutambura nokurwadzwa zuva repfumvu nokuparara musi werima nezarima zuva ramakore akati kwirindindi Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zuva iroro izuva rehasha musi wokutambura nokurwadzwa zuva repfumvu nokuparara musi werima nezarima zuva ramakore akati kwirindindi Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Zuva iro richava rokutsamwa, zuva rokudzungaira nokumanikidzwa, zuva rokutambudzika nokuparadzwa, zuva rerima nokusuwa, zuva ramakore nezarima. Viz kapitola |