Zefania 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Panguva iyoyo ndichatsvaka nerambi muJerusaremu ndichiranga vanhu ivavo vane manzvengeredzero avo vanozviti nechomumwoyo, ‘Tenzi hapana zvaanomboita, zvakanaka kana zvakaipa.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino neŋguʋa iyo ndicanɀera Jerusarema nemŋenje; ndicaroʋa ʋarume ʋagere pamasese aʋo, ʋanoti mumŋoyo yaʋo: Jehova haaŋgaiti ɀakanaka, ʋuye haaŋgaiti ɀakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino nenguva iyo ndichanzvera Jerusaremu nemwenje; ndicharova varume vagere pamasese avo, vanoti mumwoyo yavo, ‘Jehovha haangaiti zvakanaka, uye haangaiti zvakaipa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Panguva iyoyo ndichatsvaka nerambi muJerusaremu ndichiranga vanhu ivavo vane manzvengeredzero avo vanozviti nechomumwoyo, ‘Tenzi hapana zvaanomboita, zvakanaka kana zvakaipa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Panguva iyoyo ndichatsvaka nerambi muJerusaremu ndichiranga vanhu ivavo vane manzvengeredzero avo vanozviti nechomumwoyo, ‘Tenzi hapana zvaanomboita, zvakanaka kana zvakaipa.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Panguva iyoyo ndichanzvera Jerusarema nomwenje; uye ndicharanga vaya vagere zvavo, vakaita sewaini yakasiyiwa mumasese ayo, vanofunga kuti, ‘Jehovha hapana zvaangaita, zvakanaka kana zvakaipa.’ Viz kapitola |