Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 9:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

57 Mwari akaitawo kuti vanhu vokuShikemu vapfukirwe nouipi hwavo hwose, kurengererwa rushambwa kwavakaitwa naJotamu mwanakomana waJerubhaari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

57 neɀakashata ɀose ɀaʋarume ʋeShekemi ɀakatsibga naMŋari kwaʋari; kutuka kwaJotami mŋanakomana waJerubaari, kukaitika kwaʋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

57 nezvakashata zvose zvavarume veShekemu zvakatsibwa naMwari kwaari; kutuka kwaJotamu mwanakomana waJerubhaari, kukaitika kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

57 Mwari akaitawo kuti vanhu vokuShikemu vapfukirwe nouipi hwavo hwose, kurengererwa rushambwa kwavakaitwa naJotamu mwanakomana waJerubhaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

57 Mwari akaitawo kuti vanhu vokuShikemu vapfukirwe nouipi hwavo hwose, kurengererwa rushambwa kwavakaitwa naJotamu mwanakomana waJerubhaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

57 Mwari akaitawo kuti varume veShekemu varipe zvakaipa zvavo zvose. Kutuka kwaJotamu, mwanakomana waJerubhi-Bhaari kwakauya pamusoro pavo.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 9:57

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy