Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 9:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

56 Ndomatsiviro akaita Mwari Abhimereki mhosva yokutadzira baba vake, yokuuraya vakoma navanun'una vake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

56 Saiɀoɀo Mŋari akatsiʋa ɀakashata ɀaAbimereki ɀaakaitira ɓaɓa ʋake, ɀaakaʋuraya ʋana ʋaɓaɓa ʋake ʋanamakumi manomŋe,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

56 Saizvozvo Mwari akatsiva zvakashata zvaAbhimereki zvaakaitira baba vake, zvaakauraya vana vababa vake vana makumi manomwe,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

56 Ndomatsiviro akaita Mwari Abhimereki mhosva yokutadzira baba vake, yokuuraya vakoma navanun'una vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

56 Ndomatsiviro akaita Mwari Abhimereki mhosva yokutadzira baba vake, yokuuraya vakoma navanun'una vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

56 Naizvozvo Jehovha akatsiva kuipa kwaAbhimereki kwaakaita kuna baba vake nokuponda vanakomana vababa vake makumi manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 9:56

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy