Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 9:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Vanhu vose vomushongwe yomuShikemu vakazvinzwa, vakapinda munhare mutemberi yaEribheriti.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Ɀino ʋarume ʋose ʋoruȿiŋgo rweShekemi ʋakati ʋaɀinzwa, ʋakapinda munhare, mumba maEri‐beriti.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

46 Zvino varume vose vorusvingo rweShekemu vakati vazvinzwa, vakapinda munhare, mumba maEri-bheriti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Vanhu vose vomushongwe yomuShikemu vakazvinzwa, vakapinda munhare mutemberi yaEribheriti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Vanhu vose vomushongwe yomuShikemu vakazvinzwa, vakapinda munhare mutemberi yaEribheriti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Vachinzwa izvi vagari vomushongwe yeShekemu, vakapinda munhare dzetemberi yaEri-Bheriti.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 9:46

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy