Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 9:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Madzisekuru ake okwaamai vake vakasuma zvose izvozvi kuvatungamiriri vose vokuShikemu. Vakasarudza kutungamirirwa naAbhimereki nokuti vaiti, “Muzukuru wavo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino madzisekuru ake akataura mashoko awa ose pamsoro pake, ʋarume ʋeShekemi ʋaciɀinzwa; mŋoyo yaʋo ikaɗa kuteʋera Abimereki, nokuti ʋakati: Ihama yeɗu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino madzisekuru ake akataura mashoko awa ose pamusoro pake, varume veShekemu vachizvinzwa; mwoyo yavo ikada kutevera Abhimereki, nokuti vakati, “Ihama yedu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Madzisekuru ake okwaamai vake vakasuma zvose izvozvi kuvatungamiriri vose vokuShikemu. Vakasarudza kutungamirirwa naAbhimereki nokuti vaiti, “Muzukuru wavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Madzisekuru ake okwaamai vake vakasuma zvose izvozvi kuvatungamiriri vose vokuShikemu. Vakasarudza kutungamirirwa naAbhimereki nokuti vaiti, “Muzukuru wavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Hanzvadzi dzamai vake dzakarondedzerazve zvose izvi kuvagari veShekemu, vakada kutevera Abhimereki, nokuti vakati, “Ihama yedu.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 9:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy