Ʋatoŋgi 9:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vakaenda kuminda vakatanha magirepisi muminda yavo yomugirepisi, vakaasvina. Vakaita mabiko ndokuenda mumba yamwari wavo, ndokudya nokunwa vachinyomba Abhimereki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋakaɓuɗira kuminda yaʋo, ʋakakohwa mazambiriŋga aʋo, ʋakatsika‐tsika mazambiriŋga, ʋakatamba mutambo, ndokupinda mumba mamŋari waʋo, ʋakadya, ʋakanwa, ʋakatuka Abimereki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Vakabudira kuminda yavo, vakakohwa mazambiringa avo, vakatsika-tsika mazambiringa, vakatamba mutambo, ndokupinda mumba mamwari wavo, vakadya, vakanwa, vakatuka Abhimereki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vakaenda kuminda vakatanha magirepisi muminda yavo yomugirepisi, vakaasvina. Vakaita mabiko ndokuenda mumba yamwari wavo, ndokudya nokunwa vachinyomba Abhimereki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Vakaenda kuminda vakatanha magirepisi muminda yavo yomugirepisi, vakaasvina. Vakaita mabiko ndokuenda mumba yamwari wavo, ndokudya nokunwa vachinyomba Abhimereki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Vakaenda kuminda vakandounganidza mazambiringa vakaasvina uye vakaita mutambo. Vakapinda mutemberi yamwari wavo, vakadya vakanwa uye vakatuka Abhimereki. Viz kapitola |