Ʋatoŋgi 9:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 KuShikemu kwakazouyiwa naGaari mwanakomana waEbhedhi nehama dzake, vanhu vemo ndokuvimba naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino Gaari mŋanakomana waEbedi, wakaʋuya nehama dzake, ʋakaenda Shekemi; ʋarume ʋeShekemi ʋakaʋimba naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Zvino Gaari mwanakomana waEbhedhi, wakauya nehama dzake, vakaenda Shekemu; varume veShekemu vakavimba naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 KuShikemu kwakazouyiwa naGaari mwanakomana waEbhedhi nehama dzake, vanhu vemo ndokuvimba naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 KuShikemu kwakazouyiwa naGaari mwanakomana waEbhedhi nehama dzake, vanhu vemo ndokuvimba naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Zvino Gaari mwanakomana waEbhedhi akaenda navanunʼuna vake kundogara muShekemu, uye vagari vomo vakavimba naye. Viz kapitola |