Ʋatoŋgi 9:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Varume vokuShikemu vakaisa varume vokumuhwandira pamusoro pamakomo. Vaiita ugandanga hwokupamba zvinhu zvevaipfuura neko, zvikagosvika munzeve dzaAbhimereki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋarume ʋeShekemi ʋakaisa ʋanhu ʋakamuʋandira pamsoro pamakomo, ʋakapamba ʋose ʋakaŋga ʋacipfuʋura kwaʋari nenzira iyo; Abimereki akaʋudzwa iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Varume veShekemu vakaisa vanhu vakamuvandira pamusoro pamakomo, vakapamba vose vakanga vachipfuura kwavari nenzira iyo; Abhimereki akaudzwa izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Varume vokuShikemu vakaisa varume vokumuhwandira pamusoro pamakomo. Vaiita ugandanga hwokupamba zvinhu zvevaipfuura neko, zvikagosvika munzeve dzaAbhimereki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Varume vokuShikemu vakaisa varume vokumuhwandira pamusoro pamakomo. Vaiita ugandanga hwokupamba zvinhu zvevaipfuura neko, zvikagosvika munzeve dzaAbhimereki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Mukumurwisa kwavo, vagari ava veShekemu vakaisa varume pamusoro pezvikomo kuti vavandire nokupamba mumwe nomumwe aipfuura, uye izvi zvakaziviswa kuna Abhimereki. Viz kapitola |