Ʋatoŋgi 9:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Asi nhasi uno iyemi ndimi mamukira imba yababa wangu, mukauraya vana vake, varume makumi manomwe padombo rimwechete, mukatora Abhimereki mwana waakabereka zvake nomuranda wake, mukamugadza kuti ave mambo wavanhu vomuShikemu nokuti muzukuru wenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 imi mukamukira nhasi imba yaɓaɓa ʋaŋgu, mukaʋuraya pabge rimŋe ʋanakomana ʋake, ʋanhu ʋanamakumi manomŋe, mukaita Abimereki, mŋanakomana womurandakadzi wake, mambo waʋarume ʋeShekemi, ɀairi hama yenyu;) Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 imi mukamukira nhasi imba yababa vangu, mukauraya pabwe rimwe vanakomana vake, vanhu vana makumi manomwe, mukaita Abhimereki, mwanakomana womurandakadzi wake, mambo wavarume veShekemu, zvairi hama yenyu;) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Asi nhasi uno iyemi ndimi mamukira imba yababa wangu, mukauraya vana vake, varume makumi manomwe padombo rimwechete, mukatora Abhimereki mwana waakabereka zvake nomuranda wake, mukamugadza kuti ave mambo wavanhu vomuShikemu nokuti muzukuru wenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Asi nhasi uno iyemi ndimi mamukira imba yababa wangu, mukauraya vana vake, varume makumi manomwe padombo rimwechete, mukatora Abhimereki mwana waakabereka zvake nomuranda wake, mukamugadza kuti ave mambo wavanhu vomuShikemu nokuti muzukuru wenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 (asi nhasi mapandukira mhuri yababa vangu, mukaponda vanakomana vavo makumi manomwe padombo rimwe chete, uye mukaisa Abhimereki, mwanakomana womurandakadzi wavo kuti ave mambo pamusoro pavagere muShekemu nokuda kwokuti ihama yenyu), Viz kapitola |