Ʋatoŋgi 8:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Zvakazoitika kuti Gidheoni paakangofa vaIsiraeri vakapanduka vakaita unzenza hwokunamata vanaBhaari. Vakazvigadzirira Bhaaribheriti kuti ave mwari wavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino Gideoni wakati acaŋgofa, ʋana ʋaIsraeri ʋakadzokera shure, ʋakapata ʋaciteʋera ʋaBaari, ʋakaita Baari‐beriti mŋari waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino Gidheoni wakati achangofa, vana vaIsiraeri vakadzokera shure, vakapata vachitevera vaBhaari, vakaita Bhaari-bheriti mwari wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Zvakazoitika kuti Gidheoni paakangofa vaIsiraeri vakapanduka vakaita unzenza hwokunamata vanaBhaari. Vakazvigadzirira Bhaaribheriti kuti ave mwari wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Zvakazoitika kuti Gidheoni paakangofa vaIsiraeri vakapanduka vakaita unzenza hwokunamata vanaBhaari. Vakazvigadzirira Bhaaribheriti kuti ave mwari wavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Gidheoni akati achangofa, vaIsraeri vakafevazve vakatevera vaBhaari. Vakamisa Bhaari Bheriti samwari wavo uye Viz kapitola |