Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 8:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Murongo wake aigara kuShikemu akamuberekerawo mwana mukomana. Iye akamutumidza zita rokuti Abhimereki.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 ʋuye nomuroŋgo wake, wakaŋga ari paShekemi, wakamuɓerekera mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Abimereki.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 uye nomurongo wake, wakanga ari paShemi, wakamuberekera mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Abhimereki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Murongo wake aigara kuShikemu akamuberekerawo mwana mukomana. Iye akamutumidza zita rokuti Abhimereki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Murongo wake aigara kuShikemu akamuberekerawo mwana mukomana. Iye akamutumidza zita rokuti Abhimereki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Murongo wake, aigara muShekemu, akamuberekerawo mwanakomana, akamutumidza kuti Abhimereki.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 8:31

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy