Ʋatoŋgi 8:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Zvino Gidheoni uyu aiva navana vakomana makumi manomwe vake vokubereka nokuti aiva navakadzi vazhinji. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Gideoni wakaŋga anaʋanakomana ʋanamakumi manomŋe ʋakaŋga ʋaɓerekwa naye, nokuti wakaŋga anaʋakadzi ʋazhinji; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Gidheoni wakanga ana vanakomana vana makumi manomwe vakanga vaberekwa naye, nokuti wakanga ana vakadzi vazhinji; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Zvino Gidheoni uyu aiva navana vakomana makumi manomwe vake vokubereka nokuti aiva navakadzi vazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Zvino Gidheoni uyu aiva navana vakomana makumi manomwe vake vokubereka nokuti aiva navakadzi vazhinji. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Akanga ana vanakomana vake chaivo makumi manomwe, nokuti akanga ana vakadzi vazhinji. Viz kapitola |