Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 8:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Gidheoni akatiwo kwavari, “Chinhu chimwechete chandinokukumbirai ndechokuti mumwe nomumwe wenyu ngaandipe mhete dzomunzeve dziri muzvinhu zvaakapamba.” Akadaro nokuti vaiva nemhete dzendarama dzomunzeve, zvavakanga vari vechiIshimaeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Gideoni akati kwaʋari: Ndinoɗa kukumbira cinhu cimŋe kwamuri: Mumŋe nomumŋe wenyu ŋgaandipe ɀindori ɀemhino ɀiri pakati peɀakapambga ɀake. (Nokuti ʋakaŋga ʋaneɀindori ɀemhino ɀendarama, nokuti ʋakaŋga ʋari ʋaIshmaeri.)

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Gidheoni akati kwavari, “Ndinoda kukumbira chinhu chimwe kwamuri: Mumwe nomumwe wenyu ngaandipe zvindori zvemhino zviri pakati pezvakapambwa zvake.” (Nokuti vakanga vane zvindori zvemhino zvendarama, nokuti vakanga vari vaIshimaeri.)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Gidheoni akatiwo kwavari, “Chinhu chimwechete chandinokukumbirai ndechokuti mumwe nomumwe wenyu ngaandipe mhete dzomunzeve dziri muzvinhu zvaakapamba.” Akadaro nokuti vaiva nemhete dzendarama dzomunzeve, zvavakanga vari vechiIshimaeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Uye akati, “Ndine chikumbiro chimwe chete, chokuti mumwe nomumwe wenyu andipe mhete yomunzeve kubva pamugove wezvamakapamba.” (Yakanga iri tsika yavaIshumaeri yokushonga mhete dzegoridhe dzomunzeve.)

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 8:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy