Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 8:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Asi Gidheoni akavati, “Ini handisi kuzova mutongi wenyu, mwanakomana wangu haasi kuzovawo mutongi wenyu, asi Tenzi ndiye achava mutongi wenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Gideoni akati kwaʋari: Ini handiŋgakuɓatiyi ʋushe, kunyaŋge mŋanakomana waŋgu haaŋgakuɓatiyi ʋushe; Jehova ndiye ucakuɓatai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Gidheoni akati kwavari, “Ini handingakubatiyi ushe, kunyange mwanakomana wangu haangakubatiyi ushe; Jehovha ndiye uchakubatai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Asi Gidheoni akavati, “Ini handisi kuzova mutongi wenyu, mwanakomana wangu haasi kuzovawo mutongi wenyu, asi Tenzi ndiye achava mutongi wenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Asi Gidheoni akavati, “Ini handisi kuzova mutongi wenyu, mwanakomana wangu haasi kuzovawo mutongi wenyu, asi Tenzi ndiye achava mutongi wenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Asi Gidheoni akati kwavari, “Ini handingakutongei, uye mwanakomana wangu haangakutongei. Jehovha ndiye achakutongai.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 8:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy