Ʋatoŋgi 8:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Gidheoni mwana waJoashi akadzoka kundorwa kumakata okuHeresi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Gideoni, mŋanakomana waJoashi, akadzoka pakurwa pamukwidzwa weHeresi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Gidheoni, mwanakomana waJoashi, akadzoka pakurwa pamukwidza weHeresi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Gidheoni mwana waJoashi akadzoka kundorwa kumakata okuHeresi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Gidheoni mwana waJoashi akadzoka kundorwa kumakata okuHeresi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Gidheoni mwanakomana waJoashi akadzoka kubva kuhondo napaMupata weHeresi. Viz kapitola |