Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 8:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Varume vokwaEfuraimu vakamubvunza kuti, “Ndochii ichochi chawatiitira ichi? Kuenda here chokwadi kundorwa navaMidhiani usina zvako kana kutidaidzawo?” Vakamupopotera vakagumbuka kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino ʋarume ʋaEfraimi ʋakati kwaari: Watiitireiko, ɀausina‐kutiɗana ŋguʋa yawakandorwa naMidiani? Ʋakamupopotera kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino varume vaEfuremu vakati kwaari, “Watiitireiko, zvausina kutidana nguva yawakandorwa naMidhiani?” Vakamupopotera kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Varume vokwaEfuraimu vakamubvunza kuti, “Ndochii ichochi chawatiitira ichi? Kuenda here chokwadi kundorwa navaMidhiani usina zvako kana kutidaidzawo?” Vakamupopotera vakagumbuka kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Varume vokwaEfuraimu vakamubvunza kuti, “Ndochii ichochi chawatiitira ichi? Kuenda here chokwadi kundorwa navaMidhiani usina zvako kana kutidaidzawo?” Vakamupopotera vakagumbuka kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Zvino vaEfuremu vakabvunza Gidheoni vakati, “Makatibatireiko zvakadai? Makaregerei kutidana pamakaenda kundorwa navaMidhiani?” Uye vakamutsoropodza zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 8:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy