Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 7:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Usiku hwakarehwo Tenzi akamuti, “Simuka uende kumatendhe avo nokuti ndaaisa mumaoko ako.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino noʋusiku ubgo Jehova akati kwaari: Simuka, uɓurukire kumisasa, nokuti ndakaʋaisa muruʋoko rwako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino nousiku uhwo Jehovha akati kwaari, “Simuka, uburukire kumisasa, nokuti ndakavaisa muruoko rwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Usiku hwakarehwo Tenzi akamuti, “Simuka uende kumatendhe avo nokuti ndaaisa mumaoko ako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Usiku hwakarehwo Tenzi akamuti, “Simuka uende kumatendhe avo nokuti ndaaisa mumaoko ako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Usiku ihwohwo, Jehovha akati kuna Gidheoni, “Simuka, buruka uende kumusasa, nokuti ndiri kuzouisa mumaoko ako.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 7:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy