Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 7:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Kwakadaidzwa vaIsiraeri varume vedzinza rokwaNafutari neraAsheri navose vedzinza raManase vakadzingirira vaMidhiani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino ʋarume ʋaIsraeri ʋakaʋuŋgana, ʋacibva kwaNaftari, nokwaAsheri, nokwaManase, ʋakateʋera Midiani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino varume vaIsiraeri vakaungana, vachibva kwaNafutari, nokwaAsheri, nokwaManase, vakatevera Midhiani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Kwakadaidzwa vaIsiraeri varume vedzinza rokwaNafutari neraAsheri navose vedzinza raManase vakadzingirira vaMidhiani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Kwakadaidzwa vaIsiraeri varume vedzinza rokwaNafutari neraAsheri navose vedzinza raManase vakadzingirira vaMidhiani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 VaIsraeri vakadanwa kubva kuNafutari, Asheri neManase yose, uye vakatevera vaMidhiani.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 7:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy