Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 7:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Mukanzwa ini navandinenge ndinavo taridza hwamanda, imi mobva maridzawo hwamanda, mativi ose akakomberedza tendhe, muzhambe muchiti, ‘Hondo yaTenzi, hondo yaGidheoni.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Kana ndoridza hwamanda ini naʋose ʋandinaʋo, nemi ʋo muridze hwamanda kunhiʋi dzose dzemisasa, muciti: Munondo waJehova nowaGideoni!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Kana ndoridza hwamanda ini navose vandinavo, nemiwo muridze hwamanda kunhivi dzose dzemisasa, muchiti, ‘Munondo waJehovha nowaGidheoni!’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Mukanzwa ini navandinenge ndinavo taridza hwamanda, imi mobva maridzawo hwamanda, mativi ose akakomberedza tendhe, muzhambe muchiti, ‘Hondo yaTenzi, hondo yaGidheoni.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Mukanzwa ini navandinenge ndinavo taridza hwamanda, imi mobva maridzawo hwamanda, mativi ose akakomberedza tendhe, muzhambe muchiti, ‘Hondo yaTenzi, hondo yaGidheoni.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Kana ini navose vandinavo tikaridza hwamanda dzedu, ipapo imi mose makapoteredza musasa muridzewo dzenyu mugodanidzira muchiti, ‘Rwirai Jehovha naGidheoni!’ ”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 7:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy