Ʋatoŋgi 6:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndakakununurai mumaoko avaIjipiti nomumaoko avose vaikubatai uranda. Ndakafanokudzingirai vanhu ivavo ndikakupai nyika yavo.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 ndikakurwirai mumaʋoko aʋaEgipita, nomumaʋoko aʋose ʋaikumanikidzai, ndikaʋadziŋga pamberi penyu, ndikakupai nyika yaʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 ndikakurwirai mumaoko avaIjipiti, nomumaoko avose vaikumanikidzai, ndikavadzinga pamberi penyu, ndikakupai nyika yavo’; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndakakununurai mumaoko avaIjipiti nomumaoko avose vaikubatai uranda. Ndakafanokudzingirai vanhu ivavo ndikakupai nyika yavo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndakakununurai mumaoko avaIjipiti nomumaoko avose vaikubatai uranda. Ndakafanokudzingirai vanhu ivavo ndikakupai nyika yavo.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndakakubvutai kubva musimba reIjipiti, nokubva muruoko rwavadzvinyiriri venyu vose. Ndakavadzinga pamberi penyu ndikakupai nyika yavo. Viz kapitola |