Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 6:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Mwari akabva aita saizvozvo usiku ihwohwo. Pawuru chete ndopakanga pakaoma, asi pamwe pose, pasi paine dova.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Mŋari akaita saiɀoɀo ʋusiku ubgo; nokuti paɗebge ɓedzi pakaŋga pakawoma, asi ɗoʋa rakaŋga riri pasi pose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Mwari akaita saizvozvo usiku uhwo; nokuti padebwe bedzi pakanga pakaoma, asi dova rakanga riri pasi pose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Mwari akabva aita saizvozvo usiku ihwohwo. Pawuru chete ndopakanga pakaoma, asi pamwe pose, pasi paine dova.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Mwari akabva aita saizvozvo usiku ihwohwo. Pawuru chete ndopakanga pakaoma, asi pamwe pose, pasi paine dova.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Usiku ihwohwo Mwari akaita izvozvo. Wuru yakanga yakaoma; pasi pose pakanga pakafukidzwa nedova.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 6:40

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy