Ʋatoŋgi 6:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 VaMidhiani vose nevaAmareki navanhu vokumabvazuva vakaunganidzana vakayambuka Jorodhani vakandodzika matendhe avo mubani reJezireeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino ʋaMidiani ʋose naʋaAmareki naʋana ʋamabvazuʋa ʋakaʋuŋgana, ʋakayambuka, ʋakadzika matente aʋo pamupata weJezreeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino vaMidhiani vose navaAmareki navana vamabvazuva vakaungana, vakayambuka, vakadzika matende avo pamupata weJezereeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 VaMidhiani vose nevaAmareki navanhu vokumabvazuva vakaunganidzana vakayambuka Jorodhani vakandodzika matendhe avo mubani reJezireeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 VaMidhiani vose nevaAmareki navanhu vokumabvazuva vakaunganidzana vakayambuka Jorodhani vakandodzika matendhe avo mubani reJezireeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Zvino vaMidhiani, vaAmareki navamwe vanhu vokumabvazuva vakabatana vakayambuka Jorodhani vakandodzika matende avo muMupata weJezireeri. Viz kapitola |